Numeri 14:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 “‘“Ini Jehovha, ndataura izvi, chokwadi izvi ndizvo zvandichaitira ungano iyi yose yakaipa,+ vaya vose vakaungana kuti vandirwise: Vachaperera murenje rino, vachafira imomo.+ Joshua 24:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Joshua akabva ati kuvanhu: “Hamukwanisi kushumira Jehovha, nokuti ndiMwari mutsvene;+ ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara.+ Haazoregereri kumukira kwenyu nezvivi zvenyu.+ VaHebheru 12:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Onai kuti hamurambi iye ari kutaura.+ Nokuti kana avo vakaramba uyo akanga achipa nyevero yaMwari panyika+ vasina kupukunyuka, isuwo hatingapukunyuki kana tikafuratira uyo anotaura ari kumatenga.+
35 “‘“Ini Jehovha, ndataura izvi, chokwadi izvi ndizvo zvandichaitira ungano iyi yose yakaipa,+ vaya vose vakaungana kuti vandirwise: Vachaperera murenje rino, vachafira imomo.+
19 Joshua akabva ati kuvanhu: “Hamukwanisi kushumira Jehovha, nokuti ndiMwari mutsvene;+ ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara.+ Haazoregereri kumukira kwenyu nezvivi zvenyu.+
25 Onai kuti hamurambi iye ari kutaura.+ Nokuti kana avo vakaramba uyo akanga achipa nyevero yaMwari panyika+ vasina kupukunyuka, isuwo hatingapukunyuki kana tikafuratira uyo anotaura ari kumatenga.+