Eksodho 40:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Zvino gore+ rakafukidza tende rokusanganira, kubwinya kwaJehovha kukazadza tebhenekeri. Numeri 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Pashure paizvozvo Jehovha akaburuka ari mushongwe yegore,+ akamira pasuo retende, akashevedza Aroni naMiriyemu. Ivo vari vaviri vakabva vaenda mberi. 1 Madzimambo 8:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vapristi+ vakanga vasingakwanisi kumira kuti vashumire+ nokuda kwegore racho, nokuti kubwinya+ kwaJehovha kwakanga kwazadza imba yaJehovha.+
5 Pashure paizvozvo Jehovha akaburuka ari mushongwe yegore,+ akamira pasuo retende, akashevedza Aroni naMiriyemu. Ivo vari vaviri vakabva vaenda mberi.
11 Vapristi+ vakanga vasingakwanisi kumira kuti vashumire+ nokuda kwegore racho, nokuti kubwinya+ kwaJehovha kwakanga kwazadza imba yaJehovha.+