Pisarema 119:165 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 165 Rugare rukuru ndorwevaya vanoda mutemo wenyu,+Uye hapana chinovagumbura.+ Isaya 66:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti zvanzi naJehovha: “Tarirai ndiri kuripa rugare rwakaita sorwizi+ nokukudzwa kwemarudzi kwakaita sorukova rwakafashamira,+ uye chokwadi muchayamwa.+ Muchatakurwa parutivi, uye mucharezvwa muri pamabvi.+ Jeremiya 33:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 ‘Tarirai ndichariporesa uye ndichaita kuti rive noutano;+ ndichavarapa ndovazivisa rugare rwakawanda nechokwadi.+ VaRoma 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo, zvino zvatakanzi takarurama nokuda kwokutenda,+ ngativei norugare+ naMwari nokunaShe wedu Jesu Kristu,
12 Nokuti zvanzi naJehovha: “Tarirai ndiri kuripa rugare rwakaita sorwizi+ nokukudzwa kwemarudzi kwakaita sorukova rwakafashamira,+ uye chokwadi muchayamwa.+ Muchatakurwa parutivi, uye mucharezvwa muri pamabvi.+
6 ‘Tarirai ndichariporesa uye ndichaita kuti rive noutano;+ ndichavarapa ndovazivisa rugare rwakawanda nechokwadi.+
5 Naizvozvo, zvino zvatakanzi takarurama nokuda kwokutenda,+ ngativei norugare+ naMwari nokunaShe wedu Jesu Kristu,