Revhitiko 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Kana mukadzi akabata pamuviri,+ obereka mwana mukomana, ngaave asina kuchena kwemazuva manomwe; achava asina kuchena sezvaanoita pamazuva okusachena paanenge ari kumwedzi.+ Revhitiko 15:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 “‘Zvino kana mukadzi aine zvinoyerera, uye zvinoyerera mumuviri wake riri ropa,+ anofanira kuramba ari pakusachena+ kwake kwokuva kumwedzi kwemazuva manomwe,+ munhu wose anomubata achava asina kuchena kusvikira manheru.
2 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Kana mukadzi akabata pamuviri,+ obereka mwana mukomana, ngaave asina kuchena kwemazuva manomwe; achava asina kuchena sezvaanoita pamazuva okusachena paanenge ari kumwedzi.+
19 “‘Zvino kana mukadzi aine zvinoyerera, uye zvinoyerera mumuviri wake riri ropa,+ anofanira kuramba ari pakusachena+ kwake kwokuva kumwedzi kwemazuva manomwe,+ munhu wose anomubata achava asina kuchena kusvikira manheru.