Eksodho 30:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Pavanopinda mutende rokusanganira ngavageze nemvura kuti varege kufa, kana kuti pavanoenda pedyo neatari kunoshumira kuti vaite kuti chinopiwa chinoita zvokupisirwa nomoto chipfungairire kuna Jehovha.+ VaHebheru 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+ VaHebheru 10:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 ngatiswederei pedyo naMwari nemwoyo yechokwadi tiine chivimbo chizere nokutenda, mwoyo yedu yasaswa kuti inatswe pahana yakaipa+ uye miviri yedu yashambidzwa nemvura yakachena.+
20 Pavanopinda mutende rokusanganira ngavageze nemvura kuti varege kufa, kana kuti pavanoenda pedyo neatari kunoshumira kuti vaite kuti chinopiwa chinoita zvokupisirwa nomoto chipfungairire kuna Jehovha.+
9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+
22 ngatiswederei pedyo naMwari nemwoyo yechokwadi tiine chivimbo chizere nokutenda, mwoyo yedu yasaswa kuti inatswe pahana yakaipa+ uye miviri yedu yashambidzwa nemvura yakachena.+