2 Madzimambo 17:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mugore rechipfumbamwe raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya,+ akabva atapa+ vaIsraeri, akavaendesa kuAsiriya, akaita kuti vagare muHeira+ nomuHabhori parwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+ 2 Madzimambo 17:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 kusvikira Jehovha abvisa Israeri pamberi pake,+ sezvaakanga ataura achishandisa vashumiri vake vose vaprofita.+ Naizvozvo Israeri akabva panyika yake akatapwa, akaendeswa kuAsiriya kusvikira nhasi.+ 2 Madzimambo 25:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Pashure paizvozvo, vanhu vose, kubvira kumuduku kusvikira kumukuru, nevakuru vemauto ehondo vakasimuka, vakaenda kuIjipiti;+ nokuti vakanga vava kutya vaKadheya.+ 2 Makoronike 36:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Akatapawo vaya vakanga vasiyiwa nebakatwa, akaenda navo kuBhabhironi,+ vakava vashandi vake+ nevevanakomana vake kusvikira umambo hwePezhiya+ hwatanga kutonga;
6 Mugore rechipfumbamwe raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya,+ akabva atapa+ vaIsraeri, akavaendesa kuAsiriya, akaita kuti vagare muHeira+ nomuHabhori parwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+
23 kusvikira Jehovha abvisa Israeri pamberi pake,+ sezvaakanga ataura achishandisa vashumiri vake vose vaprofita.+ Naizvozvo Israeri akabva panyika yake akatapwa, akaendeswa kuAsiriya kusvikira nhasi.+
26 Pashure paizvozvo, vanhu vose, kubvira kumuduku kusvikira kumukuru, nevakuru vemauto ehondo vakasimuka, vakaenda kuIjipiti;+ nokuti vakanga vava kutya vaKadheya.+
20 Akatapawo vaya vakanga vasiyiwa nebakatwa, akaenda navo kuBhabhironi,+ vakava vashandi vake+ nevevanakomana vake kusvikira umambo hwePezhiya+ hwatanga kutonga;