Dheuteronomi 32:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ivo vakaita zvakaipa;+Havasi vana vake, urema ndohwavo.+Chizvarwa chisina kururama uye chakamonyana!+ Isaya 65:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Ndakatambanudzira vanhu vakasindimara+ maoko angu zuva rose, vaya vanofamba munzira isina kunaka,+ vachiita zvavanofunga;+ Mateu 17:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Achipindura, Jesu akati: “Haiwa chizvarwa chisina kutenda uye chakamonyana,+ ndinofanira kuramba ndinemi kusvikira rini? Ndinofanira kukushivirirai kusvikira rini? Uya naye pano pandiri.”
5 Ivo vakaita zvakaipa;+Havasi vana vake, urema ndohwavo.+Chizvarwa chisina kururama uye chakamonyana!+
2 “Ndakatambanudzira vanhu vakasindimara+ maoko angu zuva rose, vaya vanofamba munzira isina kunaka,+ vachiita zvavanofunga;+
17 Achipindura, Jesu akati: “Haiwa chizvarwa chisina kutenda uye chakamonyana,+ ndinofanira kuramba ndinemi kusvikira rini? Ndinofanira kukushivirirai kusvikira rini? Uya naye pano pandiri.”