RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 18:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Mwari wechokwadi Ndiye anondisunga kwazvo nesimba,+

      Achaita kuti nzira yangu ive yakakwana,+

  • Isaya 40:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Anopa munhu akaneta simba;+ uye anowedzera simba kune uya asina simba guru.+

  • Habhakuki 3:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Jehovha, Changamire Ishe ndiye simba rangu;+ uye achaita kuti tsoka dzangu dzive sedziya dzenondo,+ uye achandifambisa panzvimbo dzangu dzakakwirira.+

      Kumutungamiriri wezviridzwa zvangu zvine tambo.

  • VaFiripi 4:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ndine simba rokuita zvinhu zvose nokuda kwaiye anondipa simba.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe