Isaya 44:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Musatya, uye musakatyamadzwa.+ Kubvira panguva iyoyo handina kuita kuti mumwe nomumwe anzwe uye handina kukuzivisai here?+ Imi muri zvapupu zvangu.+ Kune mumwe Mwari ariko kunze kwangu here?+ Aiwa, hakuna rimwe Dombo.+ Hakuna rimwe randinoziva.’” 1 VaKorinde 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+
8 Musatya, uye musakatyamadzwa.+ Kubvira panguva iyoyo handina kuita kuti mumwe nomumwe anzwe uye handina kukuzivisai here?+ Imi muri zvapupu zvangu.+ Kune mumwe Mwari ariko kunze kwangu here?+ Aiwa, hakuna rimwe Dombo.+ Hakuna rimwe randinoziva.’”
4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+