Dheuteronomi 32:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Kutsiva ndokwangu, nokudzorera.+ Panguva yakatarwa tsoka dzavo dzichadzedzereka,+Nokuti zuva renjodzi yavo rava pedyo,+Zviitiko zvavakagadzirirwa zvinochimbidza kuuya.’+ 1 Samueri 24:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Jehovha ngaatonge pakati pangu nemi;+ uye Jehovha achanditsivira+ kwamuri, asi ruoko rwangu harusi kuzova pamusoro penyu.+ 1 Samueri 25:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Pashure paizvozvo mazuva anenge gumi akapfuura, Jehovha akabva arova+ Nabhari, zvokuti akafa. Pisarema 94:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 94 Haiwa Mwari anotsiva, Jehovha,+Haiwa Mwari anotsiva, penyai!+ Pisarema 94:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Achavadzorera zvinhu zvavo zvinokuvadza+Uye achaita kuti vanyarare nedambudziko ravo.+Jehovha Mwari wedu achaita kuti vanyarare.+ VaRoma 12:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Musatsiva,+ vadiwa, asi dziurirai hasha;+ nokuti zvakanyorwa kuti: “Kutsiva ndokwangu; ndichatsividza, anodaro Jehovha.”+ Judha 9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi Mikaeri+ ngirozi huru+ paakapesana naDhiyabhorosi uye achiita nharo+ pamusoro pomutumbi waMosesi,+ haana zvake kuda kumutonga nemashoko okutuka,+ asi akati: “Jehovha ngaakutsiure.”+
35 Kutsiva ndokwangu, nokudzorera.+ Panguva yakatarwa tsoka dzavo dzichadzedzereka,+Nokuti zuva renjodzi yavo rava pedyo,+Zviitiko zvavakagadzirirwa zvinochimbidza kuuya.’+
12 Jehovha ngaatonge pakati pangu nemi;+ uye Jehovha achanditsivira+ kwamuri, asi ruoko rwangu harusi kuzova pamusoro penyu.+
23 Achavadzorera zvinhu zvavo zvinokuvadza+Uye achaita kuti vanyarare nedambudziko ravo.+Jehovha Mwari wedu achaita kuti vanyarare.+
19 Musatsiva,+ vadiwa, asi dziurirai hasha;+ nokuti zvakanyorwa kuti: “Kutsiva ndokwangu; ndichatsividza, anodaro Jehovha.”+
9 Asi Mikaeri+ ngirozi huru+ paakapesana naDhiyabhorosi uye achiita nharo+ pamusoro pomutumbi waMosesi,+ haana zvake kuda kumutonga nemashoko okutuka,+ asi akati: “Jehovha ngaakutsiure.”+