RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Rute 4:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Obhedhi akabereka Jese;+ Jese akabereka Dhavhidhi.+

  • 1 Samueri 16:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Jehovha akazoti kuna Samueri: “Uchachema Sauro kusvikira rini,+ ini ndamuramba kuti arege kuva mambo waIsraeri?+ Zadza nyanga yako nemafuta+ uende. Ndichakutuma kuna Jese+ muBhetrehema, nokuti ndagadza mambo pakati pevanakomana vake.”+

  • 1 Makoronike 2:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Jese akabereka Eriyabhi+ dangwe rake, naAbhinadhabhi+ wechipiri, naShimea+ wechitatu,

  • Isaya 11:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvino pachigutsa chaJese+ pachabuda davi;+ uye bukira+ rinobva pamidzi yake richabereka zvibereko.+

  • Mateu 1:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Jese akabereka mambo+ Dhavhidhi.+

       Dhavhidhi akabereka Soromoni+ nokumudzimai waUriya;

  • Ruka 3:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 mwanakomana waJese,+

      mwanakomana waObhedhi,+

      mwanakomana waBhoazi,+

      mwanakomana waSarimoni,+

      mwanakomana waNashoni,+

  • Mabasa 13:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Pashure pokunge amubvisa,+ akavamutsira Dhavhidhi kuti ave mambo,+ iye waakapupurira pamusoro pake, akati, ‘Ndawana Dhavhidhi mwanakomana waJese,+ munhu anodiwa nomwoyo wangu,+ achaita zvinhu zvose zvandinoda.’+

  • VaRoma 15:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Uyezve Isaya anoti: “Pachava nomudzi waJese,+ uye kuchava nomumwe anomuka kuti atonge marudzi;+ marudzi achaisa tariro yawo paari.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe