Eksodho 15:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Miriyemu akaramba achidavira varume,+ achiti:“Imbirai Jehovha,+ nokuti akwidziridzwa kwazvo.+Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.”+ Vatongi 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino pazuva iroro Dhibhora+ pamwe chete naBheraki+ mwanakomana waAbhinoamu+ vakaimba rwiyo,+ vachiti:
21 Miriyemu akaramba achidavira varume,+ achiti:“Imbirai Jehovha,+ nokuti akwidziridzwa kwazvo.+Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.”+
5 Zvino pazuva iroro Dhibhora+ pamwe chete naBheraki+ mwanakomana waAbhinoamu+ vakaimba rwiyo,+ vachiti: