Dheuteronomi 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ndiMwari wechokwadi,+ Mwari akatendeka,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake kusvikira kuzvizvarwa zvine chiuru,+ Nehemiya 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndakabva ndati: “Aa, Jehovha Mwari wokumatenga, Mwari mukuru neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda,+ vanochengeta mirayiro yake,+
9 Unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ndiMwari wechokwadi,+ Mwari akatendeka,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda nevaya vanochengeta mirayiro yake kusvikira kuzvizvarwa zvine chiuru,+
5 Ndakabva ndati: “Aa, Jehovha Mwari wokumatenga, Mwari mukuru neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda,+ vanochengeta mirayiro yake,+