Genesisi 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi ndiri kutonga rudzi rwavachashandira,+ uye vachazobuda nezvinhu zvizhinji.+ Dheuteronomi 30:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Jehovha Mwari wako achadzosawo vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira ngoni,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ose aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+ 2 Madzimambo 19:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi zvino, haiwa Jehovha Mwari wedu,+ tapota, tiponesei+ paruoko rwake, kuti umambo hwose hwenyika huzive kuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Mwari moga.”+
3 Jehovha Mwari wako achadzosawo vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira ngoni,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ose aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+
19 Asi zvino, haiwa Jehovha Mwari wedu,+ tapota, tiponesei+ paruoko rwake, kuti umambo hwose hwenyika huzive kuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Mwari moga.”+