2 Makoronike 16:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti kana ari Jehovha, maziso ake+ anotarira-tarira panyika pose+ kuti aratidze simba rake nokuda kwevaya vane mwoyo+ wakakwana kwaari. Waita zvoupenzi+ pachinhu ichi, nokuti kubvira zvino hondo dzichauya kuzokurwisa.”+ Pisarema 18:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Mwari wechokwadi Ndiye anondisunga kwazvo nesimba,+Achaita kuti nzira yangu ive yakakwana,+ Pisarema 28:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Jehovha ndiye simba revanhu vake,+Uye iye inhare yokuponeswa kukuru kwomuzodziwa wake.+ Isaya 40:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Anopa munhu akaneta simba;+ uye anowedzera simba kune uya asina simba guru.+ 1 Petro 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Kana munhu achitaura, ngaataure sokunge kuti mashoko matsvene+ aMwari; kana munhu achishumira,+ ngaashumire seanovimba nesimba rinopiwa naMwari;+ kuti muzvinhu zvose Mwari akudzwe+ nomuna Jesu Kristu. Kukudzwa+ nesimba ndezvake nokusingaperi-peri. Ameni.
9 Nokuti kana ari Jehovha, maziso ake+ anotarira-tarira panyika pose+ kuti aratidze simba rake nokuda kwevaya vane mwoyo+ wakakwana kwaari. Waita zvoupenzi+ pachinhu ichi, nokuti kubvira zvino hondo dzichauya kuzokurwisa.”+
11 Kana munhu achitaura, ngaataure sokunge kuti mashoko matsvene+ aMwari; kana munhu achishumira,+ ngaashumire seanovimba nesimba rinopiwa naMwari;+ kuti muzvinhu zvose Mwari akudzwe+ nomuna Jesu Kristu. Kukudzwa+ nesimba ndezvake nokusingaperi-peri. Ameni.