Revhitiko 25:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “‘Naizvozvo musatengesa nyika yacho zvachose,+ nokuti nyika yacho ndeyangu.+ Nokuti imi muri vatorwa nevanobva kune imwe nyika kwandiri.+ VaHebheru 11:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ivava vose vakafa+ vachitenda, kunyange vasina kuwana kuzadzika kwezvipikirwa,+ asi vakazviona zviri kure,+ vakazvikwazisa, vakazivisa pachena kuti vakanga vari vaeni nevagari venguva duku munyika yacho.+
23 “‘Naizvozvo musatengesa nyika yacho zvachose,+ nokuti nyika yacho ndeyangu.+ Nokuti imi muri vatorwa nevanobva kune imwe nyika kwandiri.+
13 Ivava vose vakafa+ vachitenda, kunyange vasina kuwana kuzadzika kwezvipikirwa,+ asi vakazviona zviri kure,+ vakazvikwazisa, vakazivisa pachena kuti vakanga vari vaeni nevagari venguva duku munyika yacho.+