1 Makoronike 29:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanobva kune imwe nyika+ sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ose. Mazuva edu panyika akaita somumvuri+ uye hapana tariro. Pisarema 39:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Inzwai munyengetero wangu, haiwa Jehovha,Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa.+Musaramba makanyarara muchiona misodzi yangu.+Nokuti ndinongova hangu mutorwa anemi,+Anobva kune imwe nyika sezvakanga zvakaita madzitateguru angu ose.+ 1 Petro 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vadiwa, ndinokurayirai sevatorwa uye vagari venguva duku+ kuti murambe muchirega zvinodiwa nenyama,+ uko kunoramba kuchirwisana nomweya.+
15 Nokuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanobva kune imwe nyika+ sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ose. Mazuva edu panyika akaita somumvuri+ uye hapana tariro.
12 Inzwai munyengetero wangu, haiwa Jehovha,Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa.+Musaramba makanyarara muchiona misodzi yangu.+Nokuti ndinongova hangu mutorwa anemi,+Anobva kune imwe nyika sezvakanga zvakaita madzitateguru angu ose.+
11 Vadiwa, ndinokurayirai sevatorwa uye vagari venguva duku+ kuti murambe muchirega zvinodiwa nenyama,+ uko kunoramba kuchirwisana nomweya.+