1 Madzimambo 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 ndichaparadzawo vaIsraeri panyika yandakavapa;+ ndicharasa imba yandakatsvenesera zita rangu kuti ibve pamberi pangu,+ uye vaIsraeri vachava chirevo+ uye chinhu chinoshorwa pakati pemarudzi ose. 2 Makoronike 7:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Kana iri imba iyi ichange yava murwi wezvakaparadzwa,+ munhu wose anopfuura pedyo nayo acharamba akatarira achishamisika,+ oti, ‘Jehovha akaitirei nyika iyi neimba iyi zvakadai?’+
7 ndichaparadzawo vaIsraeri panyika yandakavapa;+ ndicharasa imba yandakatsvenesera zita rangu kuti ibve pamberi pangu,+ uye vaIsraeri vachava chirevo+ uye chinhu chinoshorwa pakati pemarudzi ose.
21 Kana iri imba iyi ichange yava murwi wezvakaparadzwa,+ munhu wose anopfuura pedyo nayo acharamba akatarira achishamisika,+ oti, ‘Jehovha akaitirei nyika iyi neimba iyi zvakadai?’+