RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 29:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Saka Jehovha akatsamwira+ Judha neJerusarema, zvokuti akavaita chinhu chinobvundisa,+ chinhu chinokatyamadza,+ uye chinoridzirwa muridzo,+ sezvamuri kuona nemaziso enyu.

  • Jeremiya 19:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Ndichaita kuti guta rino rive chinhu chinokatyamadza uye chinhu chinoridzirwa muridzo.+ Munhu wose achapfuura nomariri acharamba akatarira achikatyamara oridza muridzo pamusoro pematambudziko aro ose.+

  • Dhanieri 9:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Iye akaita mashoko ake aakanga ataura kwatiri+ nokuvatongi vedu vaititonga,+ nokuunza dambudziko guru patiri, risina kumboitika pasi pematenga ose serakaitika muJerusarema.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe