Isaya 44:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu, zvose zvandinofarira achazviita chose’;+ kunyange pakutaura kwangu nezveJerusarema kuti, ‘Richavakwazve,’ uye nezvetemberi, ‘Nheyo yako ichavakwa.’”+ Isaya 45:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Zvanzi naJehovha kumuzodziwa+ wake, kuna Koreshi, wandakabata ruoko rwake rworudyi,+ kuti ndikunde marudzi pamberi pake,+ kuti ndisunungure hudyu dzemadzimambo; kuti ndimuvhurire masuo ane madhoo maviri, zvokuti kunyange magedhi haazovharwi: Dhanieri 10:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mugore rechitatu raKoreshi+ mambo wePezhiya pane chinhu chakaratidzwa Dhanieri, uya ainzi Bheteshazari;+ uye chinhu chacho chaiva chechokwadi, uye paiva nokurwa kukuru.+ Iye akanzwisisa chinhu chacho, uye akanzwisisa chinhu chaakanga aona.+
28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu, zvose zvandinofarira achazviita chose’;+ kunyange pakutaura kwangu nezveJerusarema kuti, ‘Richavakwazve,’ uye nezvetemberi, ‘Nheyo yako ichavakwa.’”+
45 Zvanzi naJehovha kumuzodziwa+ wake, kuna Koreshi, wandakabata ruoko rwake rworudyi,+ kuti ndikunde marudzi pamberi pake,+ kuti ndisunungure hudyu dzemadzimambo; kuti ndimuvhurire masuo ane madhoo maviri, zvokuti kunyange magedhi haazovharwi:
10 Mugore rechitatu raKoreshi+ mambo wePezhiya pane chinhu chakaratidzwa Dhanieri, uya ainzi Bheteshazari;+ uye chinhu chacho chaiva chechokwadi, uye paiva nokurwa kukuru.+ Iye akanzwisisa chinhu chacho, uye akanzwisisa chinhu chaakanga aona.+