Dheuteronomi 32:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Kutsiva ndokwangu, nokudzorera.+ Panguva yakatarwa tsoka dzavo dzichadzedzereka,+Nokuti zuva renjodzi yavo rava pedyo,+Zviitiko zvavakagadzirirwa zvinochimbidza kuuya.’+ Esteri 8:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kopi+ yetsamba yacho yaifanira kupiwa somutemo mumatunhu ose akasiyana-siyana, zvichiziviswa marudzi ose, kuti vaJudha vagadzirire zuva iri kuti vatsive+ vavengi vavo. Pisarema 149:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Kuti vatsive marudzi,+Vatuke mapoka emarudzi,+ Nahumi 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jehovha ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara+ uye anotsiva; Jehovha anotsiva+ uye ane hasha.+ Jehovha anotsiva mhandu dzake,+ uye akagumbukira vavengi vake.+ Ruka 18:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Saka, Mwari haangaiti here kuti vakasarudzwa vake vanoshevedzera kwaari masikati nousiku varuramisirwe,+ kunyange achivaitira mwoyo murefu?+
35 Kutsiva ndokwangu, nokudzorera.+ Panguva yakatarwa tsoka dzavo dzichadzedzereka,+Nokuti zuva renjodzi yavo rava pedyo,+Zviitiko zvavakagadzirirwa zvinochimbidza kuuya.’+
13 Kopi+ yetsamba yacho yaifanira kupiwa somutemo mumatunhu ose akasiyana-siyana, zvichiziviswa marudzi ose, kuti vaJudha vagadzirire zuva iri kuti vatsive+ vavengi vavo.
7 Kuti vatsive marudzi,+Vatuke mapoka emarudzi,+ Nahumi 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jehovha ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara+ uye anotsiva; Jehovha anotsiva+ uye ane hasha.+ Jehovha anotsiva mhandu dzake,+ uye akagumbukira vavengi vake.+ Ruka 18:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Saka, Mwari haangaiti here kuti vakasarudzwa vake vanoshevedzera kwaari masikati nousiku varuramisirwe,+ kunyange achivaitira mwoyo murefu?+
2 Jehovha ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara+ uye anotsiva; Jehovha anotsiva+ uye ane hasha.+ Jehovha anotsiva mhandu dzake,+ uye akagumbukira vavengi vake.+
7 Saka, Mwari haangaiti here kuti vakasarudzwa vake vanoshevedzera kwaari masikati nousiku varuramisirwe,+ kunyange achivaitira mwoyo murefu?+