RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 5:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “‘Zvino kana mweya+ ukatadza pakuti munhu wacho akanzwa kutuka+ kwakaitwa pachena, ari chapupu kana kuti iye akazviona kana kuti akazviziva, kana akasazvitaura,+ anofanira kuzvidavirira kukanganisa kwake.

  • Esteri 6:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Vakazowana makanyorwa zvakanga zvataurwa naModhekai+ pamusoro paBhigtana naTereshi, machinda maviri+ amambo, vachengeti vemasuo, vakanga vatsvaka kuuraya Mambo Ahashivheroshi.

  • Zvirevo 29:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Munhu anoshamwaridzana nembavha anovenga mweya wake.+ Anganzwa mhiko yokutuka, asi hapana zvaanotaura.+

  • Ezekieri 33:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “Zvino iwe, haiwa mwanakomana womunhu, ndakakugadza kuti uve murindi weimba yaIsraeri,+ unofanira kunzwa shoko rinobva mumuromo mangu, wovapa nyevero inobva kwandiri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe