Eksodho 17:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Nyora izvi mubhuku kuti zvive chiyeuchidzo,+ uzvitaure Joshua achinzwa, ‘Ndichaita kuti Amareki asayeukwa zvachose pasi pematenga.’”+ Eksodho 17:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 achiti: “Nokuti ruoko runorwisana nechigaro choumambo+ chaJah,+ Jehovha acharwa naAmareki kwezvizvarwa nezvizvarwa.”+ Dheuteronomi 25:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino kana Jehovha Mwari wako akuzorodza pavavengi vako vose vakakupoteredza munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako senhaka kuti uitore ive yako,+ unofanira kudzima kutaurwa kwaAmareki pasi pematenga.+ Usakanganwa. 1 Samueri 15:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino enda, uuraye vaAmareki+ wovaparadza chose+ nezvose zvavainazvo, usavanzwira tsitsi, asi uvauraye,+ murume pamwe chete nomukadzi, mwana pamwe chete neanoyamwa,+ nzombe pamwe chete negwai, ngamera pamwe chete nembongoro.’”+ Pisarema 139:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Handivengi vaya vanokuvengai kwazvo here, haiwa Jehovha,+Uye handisemeswi nevaya vanokumukirai here?+
14 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Nyora izvi mubhuku kuti zvive chiyeuchidzo,+ uzvitaure Joshua achinzwa, ‘Ndichaita kuti Amareki asayeukwa zvachose pasi pematenga.’”+
16 achiti: “Nokuti ruoko runorwisana nechigaro choumambo+ chaJah,+ Jehovha acharwa naAmareki kwezvizvarwa nezvizvarwa.”+
19 Zvino kana Jehovha Mwari wako akuzorodza pavavengi vako vose vakakupoteredza munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako senhaka kuti uitore ive yako,+ unofanira kudzima kutaurwa kwaAmareki pasi pematenga.+ Usakanganwa.
3 Zvino enda, uuraye vaAmareki+ wovaparadza chose+ nezvose zvavainazvo, usavanzwira tsitsi, asi uvauraye,+ murume pamwe chete nomukadzi, mwana pamwe chete neanoyamwa,+ nzombe pamwe chete negwai, ngamera pamwe chete nembongoro.’”+
21 Handivengi vaya vanokuvengai kwazvo here, haiwa Jehovha,+Uye handisemeswi nevaya vanokumukirai here?+