Eksodho 17:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Nyora izvi mubhuku kuti zvive chiyeuchidzo,+ uzvitaure Joshua achinzwa, ‘Ndichaita kuti Amareki asayeukwa zvachose pasi pematenga.’”+ 1 Samueri 14:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Akaita noushingi+ akauraya Amareki+ uye akanunura vaIsraeri muruoko rwomupambi wavo. 1 Samueri 15:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino enda, uuraye vaAmareki+ wovaparadza chose+ nezvose zvavainazvo, usavanzwira tsitsi, asi uvauraye,+ murume pamwe chete nomukadzi, mwana pamwe chete neanoyamwa,+ nzombe pamwe chete negwai, ngamera pamwe chete nembongoro.’”+ 1 Makoronike 4:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Vakauraya vakanga vasara vevaAmareki+ vaya vakanga vatiza, ivo vakagara ikoko kusvikira nhasi. Esteri 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Pashure pezvinhu izvi Mambo Ahashivheroshi akakudza Hamani+ mwanakomana waHamedhata muAgagi,+ akamukwidziridza,+ akaisa chigaro chake choumambo pamusoro pemamwe machinda ose aaiva nawo.+ Esteri 7:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Vakabva vaturika Hamani padanda+ raakanga agadzirira Modhekai;+ uye hasha dzamambo dzakaserera.
14 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Nyora izvi mubhuku kuti zvive chiyeuchidzo,+ uzvitaure Joshua achinzwa, ‘Ndichaita kuti Amareki asayeukwa zvachose pasi pematenga.’”+
3 Zvino enda, uuraye vaAmareki+ wovaparadza chose+ nezvose zvavainazvo, usavanzwira tsitsi, asi uvauraye,+ murume pamwe chete nomukadzi, mwana pamwe chete neanoyamwa,+ nzombe pamwe chete negwai, ngamera pamwe chete nembongoro.’”+
3 Pashure pezvinhu izvi Mambo Ahashivheroshi akakudza Hamani+ mwanakomana waHamedhata muAgagi,+ akamukwidziridza,+ akaisa chigaro chake choumambo pamusoro pemamwe machinda ose aaiva nawo.+