Dheuteronomi 7:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Usavhundutswa navo, nokuti Jehovha Mwari wako ari pakati pako,+ ndiMwari mukuru uye anotyisa.+ Nehemiya 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndakabva ndati: “Aa, Jehovha Mwari wokumatenga, Mwari mukuru neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda,+ vanochengeta mirayiro yake,+ Pisarema 76:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Iye achaninipisa vatungamiriri;+Anotyisa madzimambo enyika.+
5 Ndakabva ndati: “Aa, Jehovha Mwari wokumatenga, Mwari mukuru neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda,+ vanochengeta mirayiro yake,+