Jobho 33:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye akadzikinura mweya wangu kuti urege kuburukira mugomba,+Uye upenyu hwangu huchaona chiedza.’ Pisarema 16:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti hamuzosiyi mweya wangu muSheori.+Hamuzobvumiri akavimbika wenyu kuti aone gomba.+ Pisarema 30:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Haiwa Jehovha, makabudisa mweya wangu muSheori;+Makaita kuti ndirambe ndiri mupenyu, kuti ndirege kuenda kugomba.+ Pisarema 56:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti makanunura mweya wangu parufu+—Hamuna kununura tsoka dzangu kuti dzirege kugumburwa here?+—Kuti ndifambe-fambe pamberi paMwari muchiedza chevapenyu.+ Pisarema 86:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti mutsa wenyu worudo wamunondiitira mukuru,+Uye makanunura mweya wangu muSheori, iyo nzvimbo yawo yakadzikira kwazvo.+
3 Haiwa Jehovha, makabudisa mweya wangu muSheori;+Makaita kuti ndirambe ndiri mupenyu, kuti ndirege kuenda kugomba.+
13 Nokuti makanunura mweya wangu parufu+—Hamuna kununura tsoka dzangu kuti dzirege kugumburwa here?+—Kuti ndifambe-fambe pamberi paMwari muchiedza chevapenyu.+
13 Nokuti mutsa wenyu worudo wamunondiitira mukuru,+Uye makanunura mweya wangu muSheori, iyo nzvimbo yawo yakadzikira kwazvo.+