Pisarema 89:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Haiwa Jehovha, mucharamba makavanda kusvikira rini? Kwenguva yose here?+Hasha dzenyu dzicharamba dzichibvira somoto here?+ Isaya 30:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Tarirai! Zita raJehovha riri kubva kure, richipisa nokutsamwa+ kwake uye rine makore matema. Kana iri miromo yake, izere nehasha dzake, uye rurimi rwake rwakaita somoto unoparadza.+ Zefaniya 1:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Sirivha yavo kana ndarama yavo hazvizokwanisi kuvanunura pazuva rokushatirwa kukuru kwaJehovha;+ asi nyika yose ichaparadzwa nomoto wokushingaira kwake,+ nokuti achaparadza vagari vose vepanyika, achavaparadza kwazvo.”+ 2 VaTesaronika 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 ari mumurazvo womoto, sezvaanotsiva+ vaya vasingazivi Mwari+ nevaya vasingateereri+ mashoko akanaka pamusoro paShe wedu Jesu.+
46 Haiwa Jehovha, mucharamba makavanda kusvikira rini? Kwenguva yose here?+Hasha dzenyu dzicharamba dzichibvira somoto here?+
27 Tarirai! Zita raJehovha riri kubva kure, richipisa nokutsamwa+ kwake uye rine makore matema. Kana iri miromo yake, izere nehasha dzake, uye rurimi rwake rwakaita somoto unoparadza.+
18 Sirivha yavo kana ndarama yavo hazvizokwanisi kuvanunura pazuva rokushatirwa kukuru kwaJehovha;+ asi nyika yose ichaparadzwa nomoto wokushingaira kwake,+ nokuti achaparadza vagari vose vepanyika, achavaparadza kwazvo.”+
8 ari mumurazvo womoto, sezvaanotsiva+ vaya vasingazivi Mwari+ nevaya vasingateereri+ mashoko akanaka pamusoro paShe wedu Jesu.+