RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 18:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru pane vamwe vanamwari+ vose nokuda kwechinhu ichi, icho vaIjipiti vakazvikudza nacho kwavari.”

  • Pisarema 95:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Nokuti Jehovha ndiMwari mukuru+

      Uye ndiMambo mukuru kupfuura vamwe vanamwari vose,+

  • Pisarema 135:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Nokuti ini ndinonyatsoziva kuti Jehovha mukuru,+

      Uye kuti Ishe wedu anopfuura vamwe vanamwari vose.+

  • Isaya 44:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Musatya, uye musakatyamadzwa.+ Kubvira panguva iyoyo handina kuita kuti mumwe nomumwe anzwe uye handina kukuzivisai here?+ Imi muri zvapupu zvangu.+ Kune mumwe Mwari ariko kunze kwangu here?+ Aiwa, hakuna rimwe Dombo.+ Hakuna rimwe randinoziva.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe