Pisarema 9:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Achatonga nyika inobereka zvakarurama;+Achatonga mapoka emarudzi mukururama.+ Pisarema 96:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Itii pakati pemarudzi: “Jehovha ava mambo.+Nyika inobereka inosimbiswa kwazvo zvokuti haigoni kuzununguswa.+Iye acharwira mhosva yemarudzi mukururama.”+ Mabasa 17:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Nokuti akatara zuva raanoda kutonga+ naro nyika inogarwa, nokururama achishandisa munhu waakagadza, uye akapa vimbiso kuvanhu vose pakuti akamumutsa+ kubva kuvakafa.”
10 Itii pakati pemarudzi: “Jehovha ava mambo.+Nyika inobereka inosimbiswa kwazvo zvokuti haigoni kuzununguswa.+Iye acharwira mhosva yemarudzi mukururama.”+
31 Nokuti akatara zuva raanoda kutonga+ naro nyika inogarwa, nokururama achishandisa munhu waakagadza, uye akapa vimbiso kuvanhu vose pakuti akamumutsa+ kubva kuvakafa.”