Pisarema 93:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 93 Jehovha ava mambo!+Akapfeka ukuru;+Jehovha akapfeka—akazvisunga nesimba.+Nyika inobereka inosimbiswawo kuitira kuti irege kuzununguswa.+ Pisarema 97:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 97 Jehovha ava mambo!+ Nyika ngaifare.+Zvitsuwa zvizhinji ngazvifare.+ Zvakazarurwa 11:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava umambo hwaShe+ wedu nohwaKristu+ wake, uye Iye achatonga samambo nokusingaperi-peri.”+ Zvakazarurwa 19:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+
93 Jehovha ava mambo!+Akapfeka ukuru;+Jehovha akapfeka—akazvisunga nesimba.+Nyika inobereka inosimbiswawo kuitira kuti irege kuzununguswa.+
15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava umambo hwaShe+ wedu nohwaKristu+ wake, uye Iye achatonga samambo nokusingaperi-peri.”+
6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+