1 Makoronike 28:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mambo Dhavhidhi akabva asimuka, akati: “Ndinzwei, hama dzangu nevanhu vangu. Ndaiva nechido mumwoyo+ mangu chokuti ndivake imba yokuti areka yesungano yaJehovha izororere uye ive chitsiko+ chetsoka dzaMwari wedu, uye ndakanga ndagadzirira kuvaka.+ Pisarema 132:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ngatipindei mutebhenekeri yake huru;+Ngatikotamei tiri pachitsiko chetsoka dzake.+ Isaya 66:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 66 Zvanzi naJehovha: “Matenga ndiwo chigaro changu choumambo+ uye nyika ndicho chitsiko chetsoka dzangu.+ Saka, imba yamungandivakira iri kupi,+ uye nzvimbo yangu yokuzororera iri kupi?”+ Mabasa 7:49 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 49 ‘Denga ndicho chigaro changu choumambo,+ uye nyika ndicho chitsiko chetsoka dzangu.+ Imba yakadini yamungandivakira? Jehovha anodaro. Kana kuti nzvimbo yangu yokuzororera iri kupi?+
2 Mambo Dhavhidhi akabva asimuka, akati: “Ndinzwei, hama dzangu nevanhu vangu. Ndaiva nechido mumwoyo+ mangu chokuti ndivake imba yokuti areka yesungano yaJehovha izororere uye ive chitsiko+ chetsoka dzaMwari wedu, uye ndakanga ndagadzirira kuvaka.+
66 Zvanzi naJehovha: “Matenga ndiwo chigaro changu choumambo+ uye nyika ndicho chitsiko chetsoka dzangu.+ Saka, imba yamungandivakira iri kupi,+ uye nzvimbo yangu yokuzororera iri kupi?”+
49 ‘Denga ndicho chigaro changu choumambo,+ uye nyika ndicho chitsiko chetsoka dzangu.+ Imba yakadini yamungandivakira? Jehovha anodaro. Kana kuti nzvimbo yangu yokuzororera iri kupi?+