Nehemiya 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Makakamura gungwa+ pamberi pavo, zvokuti vakayambuka nepakati pegungwa nepanyika yakaoma;+ uye makakanda vaivatevera munzvimbo dzakadzika,+ sedombo+ mumvura ine simba.+ Pisarema 77:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nzira yenyu yaipinda nomugungwa,+Gwara renyu raipinda nomumvura zhinji;Pamakatsika hapana kuzivikanwa. Pisarema 136:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Iye akaita kuti vaIsraeri vapfuure nepakati paro:+Nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi;+ Isaya 63:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Iye aivafambisa nomumvura yaiva nemafungu zvokuti, sebhiza riri murenje, havana kugumburwa?+
11 Makakamura gungwa+ pamberi pavo, zvokuti vakayambuka nepakati pegungwa nepanyika yakaoma;+ uye makakanda vaivatevera munzvimbo dzakadzika,+ sedombo+ mumvura ine simba.+
19 Nzira yenyu yaipinda nomugungwa,+Gwara renyu raipinda nomumvura zhinji;Pamakatsika hapana kuzivikanwa.
14 Iye akaita kuti vaIsraeri vapfuure nepakati paro:+Nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi;+ Isaya 63:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Iye aivafambisa nomumvura yaiva nemafungu zvokuti, sebhiza riri murenje, havana kugumburwa?+