RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 28:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 naizvozvo zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Tarirai ndiri kuisa dombo+ kuti rive nheyo muZiyoni,+ dombo rakaedzwa,+ dombo repakona+ rinokosha renheyo yakasimba.+ Hapana anotenda achavhunduka.+

  • Zekariya 4:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Ndiwe ani, haiwa iwe gomo guru?+ Uchava nyika yakati chechetere pamberi paZerubhabheri.+ Iye achabudisa dombo repamusoro.+ Vachashevedzera+ kwariri kuti: “Unofadza kwazvo! Unofadza kwazvo!”’”+

  • Ruka 20:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Asi iye akavatarira, akati: “Saka, izvi zvakanyorwa zvinorevei, zvinoti, ‘Dombo rakarambwa nevavaki,+ ndiro razova dombo guru repakona’?+

  • Mabasa 4:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Uyu ndiro ‘dombo rakanzi harikoshi nemi vavaki razova musoro wekona.’+

  • 1 VaKorinde 3:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Nokuti hapana munhu anogona kuvaka imwe nheyo+ chero ipi zvayo kunze kweyakatovakwa, iyo iri Jesu Kristu.+

  • VaEfeso 2:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 makavakwa panheyo+ dzevaapostora+ nevaprofita,+ Jesu Kristu ari dombo renheyo repakona.+

  • 1 Petro 2:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Nokuti muRugwaro zvirimo zvinoti: “Tarirai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo, rakasarudzwa, dombo renheyo repakona, rinokosha; uye hapana munhu anotenda mariri angambosvika pakuora mwoyo.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe