RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 “Zvino, haiwa imi vaIsraeri, teererai mirau nezvakatongwa zvandiri kukudzidzisai kuti muite, kuti murarame+ uye mupinde, mutore nyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wemadzitateguru enyu kuti ive yenyu.

  • Joshua 24:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Zvino kana zvakaipa kwamuri kushumira Jehovha, zvisarudzirei nhasi wamuchashumira,+ vangava vanamwari vakashumirwa nemadzitateguru enyu aiva mhiri kwoRwizi+ kana vanamwari vevaAmori vane nyika yamuri kugara.+ Asi ini neimba yangu, tichashumira Jehovha.”+

  • Pisarema 119:145
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 145 Ndakashevedzera nomwoyo wangu wose.+ Ndipindurei, haiwa Jehovha.+

      Ndichachengeta mirau yenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe