Pisarema 51:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 51 Ndinzwirei nyasha, haiwa Mwari, maererano nomutsa wenyu worudo.+Dzimai kudarika kwangu maererano nokuwanda kwengoni dzenyu.+ Pisarema 103:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Sezvinoita baba vanonzwira ngoni vanakomana vavo,+Jehovha akanzwira ngoni vaya vanomutya.+ Pisarema 119:116 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 116 Nditsigirei maererano nezvamakataura, kuti ndirambe ndichirarama,+Musandinyadzisa nokuda kwetariro yangu.+ Dhanieri 9:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Haiwa Mwari wangu, rerekai nzeve yenyu munzwe.+ Svinurai maziso enyu muone kuparadzwa kwedu neguta raishevedzwa nezita renyu;+ nokuti hatisi kukutetererai nokuda kwemabasa edu akarurama,+ asi nokuda kwengoni dzenyu zhinji.+ Ruka 1:50 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 50 uye kwezvizvarwa nezvizvarwa ngoni dzake dziri pane vaya vanomutya.+
51 Ndinzwirei nyasha, haiwa Mwari, maererano nomutsa wenyu worudo.+Dzimai kudarika kwangu maererano nokuwanda kwengoni dzenyu.+
116 Nditsigirei maererano nezvamakataura, kuti ndirambe ndichirarama,+Musandinyadzisa nokuda kwetariro yangu.+
18 Haiwa Mwari wangu, rerekai nzeve yenyu munzwe.+ Svinurai maziso enyu muone kuparadzwa kwedu neguta raishevedzwa nezita renyu;+ nokuti hatisi kukutetererai nokuda kwemabasa edu akarurama,+ asi nokuda kwengoni dzenyu zhinji.+