RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 36:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Kururama kwenyu kwakaita semakomo aMwari;+

      Zvamakatonga imvura zhinji yakadzika.+

      Haiwa Jehovha, munoponesa munhu nemhuka.+

  • Isaya 51:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 “Tarirai kumatenga,+ uye tarirai nyika iri pasi. Nokuti matenga achapararira-pararira sezvinoita utsi,+ nyika ichasakara sezvinoita nguo,+ uye vanogara mairi vachafa sezvinoita unyunyu. Asi ruponeso rwangu ruchavapo nokusingagumi,+ uye kururama kwangu hakuzoputswi.+

  • Dhanieri 9:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 “Kune vhiki dzine makumi manomwe dzakasarudzirwa vanhu vako+ neguta rako dzvene,+ kuti kudarika kugumiswe,+ kuti chivi chipedzwe zvachose,+ kuti kukanganisa kuyananisirwe,+ kuti kururama kuunzwe nokusingagumi,+ kuti zvakaratidzwa nomuprofita zviiswe chisimbiso,+ uye kuti Nzvimbo Tsvenetsvene izodzwe.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe