RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 30:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Zvakatambudza Dhavhidhi kwazvo,+ nokuti vanhu vakati vaida kumutema nematombo;+ nokuti mweya yevanhu vose yakanga yashungurudzika,+ mumwe nomumwe nokuda kwevanakomana vake nevanasikana vake. Naizvozvo Dhavhidhi akazvisimbisa naJehovha Mwari wake.+

  • Mateu 27:43
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 43 Aivimba naMwari; Iye ngaachimununura+ zvino kana achimuda, nokuti iye akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’”+

  • VaHebheru 2:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Uyezve: “Ndichavimba naye.”+ Uyezve: “Tarirai! Ini nevana vaduku, vandakapiwa naJehovha.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe