Pisarema 50:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Chokwadi, iwe—wakavenga kurangwa,+Unoramba uchirasira mashoko angu shure kwako.+ Hosiya 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Vanhu vangu vachaitwa kuti vanyarare, nokuti hakuna zivo.+ Zvawakaramba zivo,+ ndichakurambawo kuti urege kundishumira somupristi;+ uye zvaunoramba uchikanganwa mutemo waMwari wako,+ iniwo ndichakanganwa vanakomana vako.+ Mabasa 7:51 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 51 “Vanhu vane nharo vane mwoyo nenzeve zvisina kudzingiswa,+ munogara muchirwisa mudzimu mutsvene; munoita sezvakaitwa nemadzitateguru enyu.+
6 Vanhu vangu vachaitwa kuti vanyarare, nokuti hakuna zivo.+ Zvawakaramba zivo,+ ndichakurambawo kuti urege kundishumira somupristi;+ uye zvaunoramba uchikanganwa mutemo waMwari wako,+ iniwo ndichakanganwa vanakomana vako.+
51 “Vanhu vane nharo vane mwoyo nenzeve zvisina kudzingiswa,+ munogara muchirwisa mudzimu mutsvene; munoita sezvakaitwa nemadzitateguru enyu.+