Genesisi 37:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Vanakomana vake vose nevanasikana vake vose vakaramba vachisimuka kuti vamunyaradze,+ asi haana kubvuma kunyaradzwa achiti:+ “Nokuti ndichaburukira kumwanakomana wangu muSheori ndichichema!” Baba vake vakaramba vachimuchema. 1 Madzimambo 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Uite maererano nouchenjeri hwako,+ usarega bvudzi rake jena richiburukira kuSheori+ norugare.+ Isaya 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo Sheori yakakudza mweya wayo uye yakashama muromo wayo kwazvo kupfuura miganhu;+ zvakanaka zviri mairi, uyewo boka rayo revanhu nemheremhere yayo nouya anopembera nomufaro, zvichaburukira mairi.+
35 Vanakomana vake vose nevanasikana vake vose vakaramba vachisimuka kuti vamunyaradze,+ asi haana kubvuma kunyaradzwa achiti:+ “Nokuti ndichaburukira kumwanakomana wangu muSheori ndichichema!” Baba vake vakaramba vachimuchema.
14 Naizvozvo Sheori yakakudza mweya wayo uye yakashama muromo wayo kwazvo kupfuura miganhu;+ zvakanaka zviri mairi, uyewo boka rayo revanhu nemheremhere yayo nouya anopembera nomufaro, zvichaburukira mairi.+