Isaya 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Kudai Jehovha wemauto asina kutisiyira vakapona vashomanana chete,+ tingadai takava seSodhoma, tingadai takafanana neGomora.+ Isaya 10:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Vakasara, ivo vakasara vaJakobho, vachadzoka kuna Mwari Ane Simba.+ VaRoma 9:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvakare, Isaya anoshevedzera pamusoro paIsraeri, kuti: “Kunyange zvazvo vanakomana vaIsraeri vangava vazhinji sejecha regungwa,+ vakasara ndivo vachaponeswa.+ VaRoma 11:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino, saizvozvo, pamwaka unowo vakasara+ vavapo maererano nokusarudza+ kwakaitwa kuti kuvepo nomutsa usina kukodzera kuwanwa.
9 Kudai Jehovha wemauto asina kutisiyira vakapona vashomanana chete,+ tingadai takava seSodhoma, tingadai takafanana neGomora.+
27 Zvakare, Isaya anoshevedzera pamusoro paIsraeri, kuti: “Kunyange zvazvo vanakomana vaIsraeri vangava vazhinji sejecha regungwa,+ vakasara ndivo vachaponeswa.+
5 Zvino, saizvozvo, pamwaka unowo vakasara+ vavapo maererano nokusarudza+ kwakaitwa kuti kuvepo nomutsa usina kukodzera kuwanwa.