RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 20:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Usazvikotamira kana kunyengedzwa kuti uzvishumire,+ nokuti ini Jehovha Mwari wako ndiri Mwari anoda kuzvipira kwakazara,+ anoranga vanakomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba, kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechechina chevaya vanondivenga;+

  • Dheuteronomi 5:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Usazvikotamira kana kuti kuitwa kuti uzvishumire,+ nokuti ini Jehovha Mwari wako ndiri Mwari anoda kuzvipira kwakazara,+ anoranga vanakomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba, kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechizvarwa chechina, chevaya vanondivenga;+

  • Vatongi 2:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Zvino paifa mutongi wacho, vaitendeuka voita zvakashata kupfuura madzibaba avo nokutevera vamwe vanamwari kuti vavashumire nokuvakotamira.+ Havana kurega mabasa avo nokusindimara kwavo.+

  • 2 Makoronike 25:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Zvino pashure pokunge Amaziya asvika achibva kunouraya vaEdhomu, akauya navanamwari+ vevanakomana vaSeiri, akavaita vanamwari vake,+ akakotama pamberi pavo,+ akavakwidzira utsi hwezvibayiro.+

  • Habhakuki 2:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 “‘Ane nhamo munhu anoti kudanda: “Haiwa muka!” kudombo risingatauri: “Haiwa muka! Mufananidzo wacho ucharayiridza”!+ Tarirai! Wakafukidzwa nendarama nesirivha,+ uye hauna kana mhepo inofemwa mukati mawo.+

  • Zvakazarurwa 9:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Asi vamwe vanhu vose vasina kuurayiwa nematambudziko iwaya havana kupfidza mabasa emaoko avo,+ kuti varege kunamata madhimoni+ nezvidhori zvendarama nezvesirivha+ nezvemhangura nezvematombo nezvematanda, zvisingagoni kuona kana kunzwa kana kufamba;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe