Eksodho 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+ Dheuteronomi 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Jehovha haana kukudai, akabva akusarudzai nokuti makanga muri vanhu vazhinji kupfuura marudzi ose,+ nokuti ndimi makanga muri vashomanana pamarudzi ose.+ Dheuteronomi 14:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene+ kuna Jehovha Mwari wako, uye Jehovha akakusarudza kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo,+ pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika. Dheuteronomi 32:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti mugove waJehovha ndivo vanhu vake;+Jakobho ndiye mugove wake waanogara nhaka.+ Isaya 43:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 ivo vanhu vandakazviumbira, kuti varondedzere kurumbidzwa kwangu.+
5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+
7 “Jehovha haana kukudai, akabva akusarudzai nokuti makanga muri vanhu vazhinji kupfuura marudzi ose,+ nokuti ndimi makanga muri vashomanana pamarudzi ose.+
2 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene+ kuna Jehovha Mwari wako, uye Jehovha akakusarudza kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo,+ pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.