RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 9:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Iye akati kwavari: “Eriya anotanga kuuya odzorera zvinhu zvose;+ asi sei zvakanyorwa pamusoro poMwanakomana womunhu kuti anofanira kutambura zvinhu zvizhinji+ obatwa seasingakoshi?+

  • Johani 1:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Iye akanga ari munyika,+ uye nyika yakavapo pachishandiswa iye,+ asi nyika haina kumuziva.

  • Johani 18:40
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 40 Vakabva vashevedzerazve, vachiti: “Kwete munhu uyu, asi Bharabhasi!” Zvino Bharabhasi akanga ari gororo.+

  • Johani 19:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Naizvozvo Jesu akabuda panze, akapfeka korona yeminzwa nenguo yokunze yepepuru. Iye akati kwavari: “Tarirai! Munhu wacho!”

  • 1 Petro 2:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Muchiuya kwaari sokunge muri kuuya kudombo+ benyu, chokwadi rakarambwa+ nevanhu,+ asi rakasarudzwa, rinokosha kuna Mwari,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe