RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 118:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Dombo rakarambwa nevavaki+

      Razova musoro wekona.+

  • Isaya 53:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Akazvidzwa uye akarambwa nevanhu,+ iye munhu akaitirwa marwadzo uye kuziva zvirwere.+ Zvakaita sokuti akativanzira chiso chake.+ Akazvidzwa, uye takamuita asingakoshi.+

  • Mateu 21:42
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 42 Jesu akati kwavari: “Hamuna kumboverenga here muMagwaro kuti, ‘Dombo rakarambwa nevavaki+ ndiro razova dombo guru repakona.+ Iri rakabva kuna Jehovha, uye rinoshamisa mumaziso edu’?

  • Mabasa 4:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Uyu ndiro ‘dombo rakanzi harikoshi nemi vavaki razova musoro wekona.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe