RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 3:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+

  • Pisarema 22:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Asi ini ndiri honye,+ handisi munhu,

      Ndiri chinhu chinozvidzwa nevanhu uye chinoshorwa nevanhu.+

  • Isaya 50:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Ndakapa varovi musana wangu, uye ndakapa vaya vanodzura bvudzi matama+ angu. Handina kuvanzira chiso changu zvinhu zvinonyadzisa uye kupfirwa mate.+

  • Isaya 53:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Akazvidzwa uye akarambwa nevanhu,+ iye munhu akaitirwa marwadzo uye kuziva zvirwere.+ Zvakaita sokuti akativanzira chiso chake.+ Akazvidzwa, uye takamuita asingakoshi.+

  • Dhanieri 9:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 “Zvino kana vhiki dzine makumi matanhatu nembiri dzapera Mesiya achaurayiwa,+ asina nechaainacho.+

      “Vanhu vomutungamiriri achauya vachaparadza+ guta nenzvimbo tsvene.+ Zvichagumiswa nemafashamo. Pachange paine hondo kusvikira pakuguma; kuparadzwa ndiko kwakasarudzwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe