Pisarema 22:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Mwana achamushandira;+Chizvarwa+ chinotevera chichaziviswa nezvaJehovha. Pisarema 110:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vanhu vako+ vachazvipa nomwoyo unoda+ pazuva raunoenda neuto rako rehondo kunorwa.+Mukubwinya kwoutsvene,+ kubva muchibereko chemambakwedza,Une boka rako remajaya akaita semadonhwe edova.+ Isaya 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti takaberekerwa mwana,+ takapiwa mwanakomana;+ uye kutonga kwomuchinda kuchava papfudzi rake.+ Achanzi Mupi weZano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi,+ Muchinda woRugare.+ 1 VaKorinde 15:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Zvakatonyorwa kuti: “Munhu wokutanga Adhamu akava mweya mupenyu.”+ Adhamu wokupedzisira akava mudzimu+ unopa upenyu.+ VaHebheru 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Uyezve: “Ndichavimba naye.”+ Uyezve: “Tarirai! Ini nevana vaduku, vandakapiwa naJehovha.”+
3 Vanhu vako+ vachazvipa nomwoyo unoda+ pazuva raunoenda neuto rako rehondo kunorwa.+Mukubwinya kwoutsvene,+ kubva muchibereko chemambakwedza,Une boka rako remajaya akaita semadonhwe edova.+
6 Nokuti takaberekerwa mwana,+ takapiwa mwanakomana;+ uye kutonga kwomuchinda kuchava papfudzi rake.+ Achanzi Mupi weZano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi,+ Muchinda woRugare.+
45 Zvakatonyorwa kuti: “Munhu wokutanga Adhamu akava mweya mupenyu.”+ Adhamu wokupedzisira akava mudzimu+ unopa upenyu.+