RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 40:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje,+ achiti: “Gadzirai nzira yaJehovha!+ Ruramisai mugwagwa mukuru waMwari wedu unopfuura nomubani rerenje.+

  • Isaya 48:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Budai, muBhabhironi!+ Tizai vaKadheya.+ Zivisai nenzwi rokushevedzera kwokufara, itai kuti izvi zvinzwike.+ Zviendesei kumugumo wenyika.+ Itii: “Jehovha adzikinura mushumiri wake Jakobho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe