Isaya 35:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Pachava nomugwagwa mukuru,+ iyo nzira; uye ichanzi Nzira yoUtsvene.+ Munhu asina kuchena haazofambi nayo.+ Ichava youya ari kufamba munzira yacho, uye hapana mapenzi achadzungaira mairi. Isaya 57:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino mumwe achati, ‘Umbiridzai, umbiridzai! Gadzirai nzira.+ Bvisai zvinopinganidza zvose munzira yevanhu vangu.’”+ Maraki 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Tarirai! Ndiri kutuma nhume yangu,+ uye ichagadzira nzira pamberi pangu.+ Ishe wechokwadi+ achangoerekana auya kutemberi yake,+ iye wamuri kutsvaka, uye nhume+ yesungano+ yamuri kufarira.+ Tarirai! Iye achauya,” Jehovha wemauto adaro.+
8 Pachava nomugwagwa mukuru,+ iyo nzira; uye ichanzi Nzira yoUtsvene.+ Munhu asina kuchena haazofambi nayo.+ Ichava youya ari kufamba munzira yacho, uye hapana mapenzi achadzungaira mairi.
14 Zvino mumwe achati, ‘Umbiridzai, umbiridzai! Gadzirai nzira.+ Bvisai zvinopinganidza zvose munzira yevanhu vangu.’”+
3 “Tarirai! Ndiri kutuma nhume yangu,+ uye ichagadzira nzira pamberi pangu.+ Ishe wechokwadi+ achangoerekana auya kutemberi yake,+ iye wamuri kutsvaka, uye nhume+ yesungano+ yamuri kufarira.+ Tarirai! Iye achauya,” Jehovha wemauto adaro.+