Isaya 19:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Pazuva iroro pachava nomugwagwa mukuru+ unobva muIjipiti uchienda kuAsiriya, Asiriya ichaenda kuIjipiti, Ijipiti ichaenda kuAsiriya; uye Ijipiti neAsiriya dzichaita basa. Isaya 40:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje,+ achiti: “Gadzirai nzira yaJehovha!+ Ruramisai mugwagwa mukuru waMwari wedu unopfuura nomubani rerenje.+ Isaya 57:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino mumwe achati, ‘Umbiridzai, umbiridzai! Gadzirai nzira.+ Bvisai zvinopinganidza zvose munzira yevanhu vangu.’”+ Isaya 62:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Budai, budai nepamagedhi. Gadzirai nzira yevanhu vacho.+ Umbiridzai, umbiridzai mugwagwa mukuru. Ubvisei matombo.+ Simudzirai marudzi chiratidzo.+
23 Pazuva iroro pachava nomugwagwa mukuru+ unobva muIjipiti uchienda kuAsiriya, Asiriya ichaenda kuIjipiti, Ijipiti ichaenda kuAsiriya; uye Ijipiti neAsiriya dzichaita basa.
3 Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje,+ achiti: “Gadzirai nzira yaJehovha!+ Ruramisai mugwagwa mukuru waMwari wedu unopfuura nomubani rerenje.+
14 Zvino mumwe achati, ‘Umbiridzai, umbiridzai! Gadzirai nzira.+ Bvisai zvinopinganidza zvose munzira yevanhu vangu.’”+
10 Budai, budai nepamagedhi. Gadzirai nzira yevanhu vacho.+ Umbiridzai, umbiridzai mugwagwa mukuru. Ubvisei matombo.+ Simudzirai marudzi chiratidzo.+