Revhitiko 26:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Ndichakuparadzirai pakati pemarudzi,+ ndichavhomora bakatwa shure kwenyu;+ nyika yenyu ichava nzvimbo isina chinhu,+ uye maguta enyu achava matongo. Jeremiya 19:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndichaita kuti guta rino rive chinhu chinokatyamadza uye chinhu chinoridzirwa muridzo.+ Munhu wose achapfuura nomariri acharamba akatarira achikatyamara oridza muridzo pamusoro pematambudziko aro ose.+ Jeremiya 49:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvanzi naJehovha, “Nokuti ndapika neni pachangu+ kuti Bhozra+ richava chinhu chinokatyamadza,+ chinhu chinozvidzwa, chinhu chakaparadzwa uye chinhu chinotukwa; uye maguta aro ose achava matongo nokusingagumi.”+ Ezekieri 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndichavatambanudzira ruoko rwangu,+ ndoita kuti nyika yacho ive dongo, uye ive nzvimbo isina chinhu kupfuura renje riri nechokuDhibra, munzvimbo dzavo dzose dzavanogara. Vachaziva kuti ndini Jehovha.’”
33 Ndichakuparadzirai pakati pemarudzi,+ ndichavhomora bakatwa shure kwenyu;+ nyika yenyu ichava nzvimbo isina chinhu,+ uye maguta enyu achava matongo.
8 Ndichaita kuti guta rino rive chinhu chinokatyamadza uye chinhu chinoridzirwa muridzo.+ Munhu wose achapfuura nomariri acharamba akatarira achikatyamara oridza muridzo pamusoro pematambudziko aro ose.+
13 Zvanzi naJehovha, “Nokuti ndapika neni pachangu+ kuti Bhozra+ richava chinhu chinokatyamadza,+ chinhu chinozvidzwa, chinhu chakaparadzwa uye chinhu chinotukwa; uye maguta aro ose achava matongo nokusingagumi.”+
14 Ndichavatambanudzira ruoko rwangu,+ ndoita kuti nyika yacho ive dongo, uye ive nzvimbo isina chinhu kupfuura renje riri nechokuDhibra, munzvimbo dzavo dzose dzavanogara. Vachaziva kuti ndini Jehovha.’”